Joshua 6:3
Joshua 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Fambai mutenderere guta kamwe chete pamwe navarume vose vehondo. Muite izvi kwamazuva matanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6Joshua 6:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munofanira kukomba guta, imi varume vose vehondo, mupoteredze guta kamwe chete. Unofanira kuita saizvozvo mazuva matanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6Joshua 6:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Varwi vose vehondo munofanira kufamba muchitenderera guta irori, muritenderere kamwechete. Ndozvamuchaita kwamazuva matanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6