Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Joshua 6:22 - Compare All Versions

Joshua 6:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Joshua akati kuvarume vaviri vakanga vasora nyika, “Pindai mumba mechifeve mumubudise iye navose vokwake, sezvamakapika kwaari.”

Pakurirana nevamwe
Joshua 6 BDSC

Joshua 6:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Joshua akati kuvarume vaviri vakanga vandoshora nyika, “Pindai muimba yechifeve, mubudise mukadzi nezvose zvaanazvo, sezvamakapika kwaari.”

Pakurirana nevamwe
Joshua 6 SNA2002

Joshua 6:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Joshuwa akati kuvarume vaviri vaya vaakatuma kundosora nyika, “Endai mumba mepfambi iya muburitse mukadzi iyeyo navose vokwake, sokutsidza kwamakaita kwaari.”

Pakurirana nevamwe
Joshua 6 SCLBD

Joshua 6:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Joshua akati kuʋarume ʋaʋiri ʋakaŋga ʋandoshora nyika: Pindai muimba yecifeʋe, muɓuɗise mukadzi neɀose ɀaanaɀo, seɀamakapika kwaari.

Pakurirana nevamwe
Joshua 6 SUB1949

Joshua 6:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Joshuwa akati kuvarume vaviri vaya vaakatuma kundosora nyika, “Endai mumba mepfambi iya muburitse mukadzi iyeyo navose vokwake, sokutsidza kwamakaita kwaari.”

Pakurirana nevamwe
Joshua 6 SCLB