Joshua 20:4
Joshua 20:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Kana atizira kune rimwe ramaguta aya, anofanira kumira pasuo reguta agorondedzera nyaya yake pamberi pavakuru veguta. Ipapo vanofanira kumupinza muguta ravo vagomupa nzvimbo yokugara.
Joshua 20:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anofanira kutizira kune rimwe ramaguta iwayo, agondomira panopindwa napo pasuo reguta, agoreva mhosva yake panzeve dzavakuru veguta iro; ipapo vanofanira kumugamuchira pakati pavo muguta, vamupe pokugara, agogara pakati pavo.
Joshua 20:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anofanira kutizira kune rimwe ramaguta iwayo agondomira kusuo guru reguta iroro orondedzera mhosva yake kudare ravakuru vakuru veguta iroro. Ipapo vanofanira kumugamuchira muguta imomo vagomupa pokugara, agare zvake navo.
Joshua 20:4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Unofanira kutizira kunerimŋe ramaguta iwayo, agondomira panopindwa napo pasuʋo reguta, agoreʋa mhoȿa yake panzeʋe dzaʋakuru ʋeguta iro; ipapo ʋanofanira kumugamucira pakati paʋo muguta, ʋamupe pokugara, agogara pakati paʋo.
Joshua 20:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)