Joshua 2:9
Joshua 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
ndokuti kwavari, “Ndinozviziva kuti Jehovha akupai nyika ino, uye kuti kutyiwa kwenyu kukuru kuri pamusoro pedu, zvokuti vose vanogara munyika muno vari kubvunda nokutya nokuda kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2Joshua 2:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akati kuvarume, “Ndinoziva kuti Jehovha wakakupai nyika, tinokutyai kwazvo, vanhu vose vagere munyika vavhunduka pamberi penyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2Joshua 2:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
akati kuvarume ivavo, “Chandinoziva ndechokuti, Tenzi akakupai nyika ino uye tiri kukutyai chaizvo, vanhu vose vomunyika ino vari kukutyai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2