Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Joshua 2:7 - Enzanisa Shanduro Dzose

Joshua 2:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Naizvozvo varume vakasimuka votevera vasori nenzira yainanga kumazambuko eJorodhani, uye vaitevera vachangobuda, suo rakabva rapfigwa.

Pakurirana nevamwe
Joshua 2 BDSC

Joshua 2:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Varume vakavateverera nenzira inoenda Jorodhani, kusvikira kumazambuko; zvino vakavatevera vakati vabuda, suo rikazarirwa.

Pakurirana nevamwe
Joshua 2 SNA2002

Joshua 2:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋarume ʋakaʋateʋerera nenzira inoenda Joridani, kuȿikira kumazambuko; ɀino ʋakaʋateʋerera ʋakati ʋaɓuɗa, suʋo rikazarirwa.

Pakurirana nevamwe
Joshua 2 SUB1949

Joshua 2:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Saka varume vaya vakabvapo vachironda vasori vaya, vakaenda nenzira yokunaJorodhani vakasvika kumazambuko. Pavakangoti budeimo, suo guru reguta rakabva rapfigwa.

Pakurirana nevamwe
Joshua 2 SCLB

Joshua 2:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Saka varume vaya vakabvapo vachironda vasori vaya, vakaenda nenzira yokunaJorodhani vakasvika kumazambuko. Pavakangoti budeimo, suo guru reguta rakabva rapfigwa.

Pakurirana nevamwe
Joshua 2 SCLBD