Joshua 2:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Joshua 2:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mambo weJeriko akaudzwa kuti, “Tarirai! Kune vamwe vaIsraeri vauya muno manheru anhasi kuzosora nyika.”
Pakurirana nevamwe
Joshua 2 BDSCJoshua 2:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo weJeriko akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, varume vavana vaIsiraeri vakapinda muno usiku huno kuzoshora nyika.”
Pakurirana nevamwe
Joshua 2 SNA2002Joshua 2:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino mambo weJeriko akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai, ʋarume ʋaʋana ʋaIsraeri ʋakapinda muno ʋusiku bguno kuzoshora nyika.
Pakurirana nevamwe
Joshua 2 SUB1949Joshua 2:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo weJeriko akataurirwa kuti, “Kune vamwe varume vechiIsiraeri vauya muno kuzosora nyika ino.”
Pakurirana nevamwe
Joshua 2 SCLBJoshua 2:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mambo weJeriko akataurirwa kuti, “Kune vamwe varume vechiIsiraeri vauya muno kuzosora nyika ino.”
Pakurirana nevamwe
Joshua 2 SCLBD