Joshua 2:13 - Enzanisa Shanduro Dzose
Joshua 2:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
chokuti muchararamisa baba vangu namai vangu, hanzvadzi dzangu namadzikoma angu, nemhuri dzavo dzose, uye kuti muchatiponesa kubva parufu.”
Joshua 2:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti muchararamisa baba vangu namai vangu nehanzvadzi dzangu navanunguna vangu, nezvose zvavanazvo, nokurwira upenyu hwedu parufu.”
Joshua 2:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
kuti mucararamisa ɓaɓa ʋaŋgu namai ʋaŋgu nehanɀadzi dzaŋgu naʋanuŋuna ʋaŋgu, neɀose ɀaʋanaɀo, nokurwira ʋupenyu bgeɗu parufu.
Joshua 2:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tsidzai kuti muchararamisa baba naamai vangu, nehanzvadzi, uye vakoma navanun'una vangu, navose vemhuri dzavo, mutinunure kurufu.”
Joshua 2:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Tsidzai kuti muchararamisa baba naamai vangu, nehanzvadzi, uye vakoma navanun'una vangu, navose vemhuri dzavo, mutinunure kurufu.”