Joshua 2:12
Joshua 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino ndapota, pikai kwandiri naJehovha kuti muchaitira mhuri yangu tsitsi, nokuti ini ndakuitiraiwo tsitsi. Ndipei chiratidzo chechokwadi chakasimba
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2Joshua 2:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo zvino ndipikirei henyu naJehovha, kuti zvandakakuitirai zvakanaka, nemiwo muchaitira imba yababa vangu zvakanaka; mundipeiwo chiratidzo chakasimba
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2Joshua 2:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka chinditsidziraiwo mupike naTenzi kuti zvandakuitirai mwoyochena, imi muchaitirawo vemba yababa wangu mwoyochena, mundipe chiratidzo chinovimbika chemhiko iyoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2