Joshua 13:1
Joshua 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Joshua akati akwegura ava namakore mazhinji kwazvo, Jehovha akati kwaari, “Wakwegura kwazvo, uye kuchine nzvimbo zhinji dzinofanira kutorwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 13Joshua 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Joshua akati akwegura ava namakore mazhinji kwazvo, Jehovha akati kwaari, “Wakwegura kwazvo, uye kuchine nzvimbo zhinji dzinofanira kutorwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 13Joshua 13:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Joshua wakanga akwegura, ava namakore mazhinji; Jehovha akati kwaari, “Wakwegura, wava namakore mazhinji, dzichiriko nyika zhinji dzinofanira kuva dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 13Joshua 13:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino Joshuwa akanga akwegura zvokunyatsochemberawo, Tenzi ndokumutaurira achiti, “Wakwegura, makore ako oupenyu ayendedzana, asi kuchine nyika huru kwazvo yokutora kuti ive yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 13