Joshua 10:8
Joshua 10:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tenzi akati kuna Joshuwa, “Usambovatya zvako nokuti ndatovaisa mumaoko ako. Hakuna nomumwe wavo achagona kumirisana newe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10Joshua 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya; ndavaisa mumaoko ako. Hapana kana mumwe wavo achagona kumira pamberi pako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10Joshua 10:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya, nokuti ndavaisa mumaoko ako; hakuna munhu uchagona kumira pamberi pako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10Joshua 10:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akati kuna Joshuwa, “Usambovatya zvako nokuti ndatovaisa mumaoko ako. Hakuna nomumwe wavo achagona kumirisana newe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10