Joshua 10:37
Joshua 10:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakatora guta vakariparadza nomunondo, pamwe chete namambo waro, namaguta aro, navanhu vose vaiva mariri. Hapana wavakasiya ari mupenyu. Vakariparadza zvachose navanhu vose vaiva mariri sezvavakaita kuEgironi.
Joshua 10:37 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vakarikunda, nokuriparadza neminondo inopinza, namambo waro, namaguta aro ose, navanhu vose vakanga varimo; haana kusiya kunyange nomumwe, sezvose zvaakaitira Egironi; asi wakariparadza chose navanhu vose vakanga varimo.
Joshua 10:37 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakaritora rikava mumaoko avo. Vakaparadza guta iroro nebakatwa namambo waro nemisha yaro. Vakauraya munhu wose akanga arimo. Hapana kana munhu mumwechete zvake wavakasiyamo. Vakanyatsoriparadza vakauraya munhu wose zvake akanga arimo sezvavakaita kuguta reEgironi.
Joshua 10:37 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ʋakarikunda, nokuriparadza neminondo inopinza, namambo waro, namaguta aro ose, naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari’mo; haana‐kusiya kunyaŋge nomumŋe, seɀose ɀaakaitira Egroni; asi wakariparadza cose naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari’mo.
Joshua 10:37 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)