Joshua 10:25
Joshua 10:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Joshua akati kwavari, “Musatya; musaora mwoyo. Simbai mutsunge mwoyo. Izvi ndizvo zvichaitwa naJehovha kuvavengi venyu vose vamucharwa navo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10Joshua 10:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Joshua akati kwavari, “Musatya, kana kuvhunduswa; simbai mutsunge mwoyo, nokuti Jehovha uchaita saizvozvo navavengi venyu vose, vamunorwa navo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10Joshua 10:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Joshuwa akati kwavari, “Musatye zvenyu kana kuzeza, shingai mutsunge mwoyo nokuti ndizvo zvichaita Tenzi kuvavengi venyu vose vamucharwisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10