Joshua 10:14
Joshua 10:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Hakuna kumbova nezuva rakadai kubvira pasi chigare kana shure kwaizvozvo rokuti Tenzi akateerera munhu, nokuti Tenzi akarwira vaIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10Joshua 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuna kumboita zuva rakaita seiri nguva yakapfuura kana yakatevera, pazuva iri Jehovha akateerera munhu. Zvirokwazvo Jehovha akanga achirwira Israeri!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10Joshua 10:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hakuna kumbova nezuva rakadaro kubva pakutanga kana shure kwaro, kuti Jehovha wakateerera izwi romunhu; nokuti Jehovha wakarwira vaIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10Joshua 10:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hakuna kumbova nezuva rakadai kubvira pasi chigare kana shure kwaizvozvo rokuti Tenzi akateerera munhu, nokuti Tenzi akarwira vaIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 10