Joshua 1:16
Joshua 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vakapindura Joshua vachiti, “Chipi nechipi chamuchatirayira tichaita, uye kwose kwose kwamuchatituma tichaenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1Joshua 1:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakapindura Joshua, vakati, “Zvose zvamunotiraira, tichazviita, pose pamunotituma tichaendapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1Joshua 1:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ivo vakati kuna Joshuwa, “Zvose zvamatiudza, ndozvatichaita, kwose kwamunotituma tinoenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1