Jona 1:12
Jona 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akapindura achiti, “Ndisimudzei mundikande mugungwa, ipapo richanyarara. Ndinoziva kuti mhosva yangu ndiyo yaita kuti dutu guru iri rikuwirei.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 1Jona 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati kwavari, “Ndisimudzei, mundikandire mugungwa, ipapo gungwa richakunyararirai; nokuti ndinoziva kuti dutu iri guru rakakuwirai nokuda kwangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 1Jona 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akati kwavari, “Nditorei mundikande mugungwa, gungwa rinobvawo rakudzikamirai nokuti ndinoziva kuti ndini ndakonzera kuti dutu guru remhepo iri rikumukirei.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 1