Joere 1:1 - Compare All Versions
Joere 1:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko raJehovha rakasvika kuna Joere mwanakomana waPetueri.
Pakurirana nevamwe
Joere 1 BDSCJoere 1:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shoko raJehovha, rakasvika kuna Joere mwanakomana waPetueri.
Pakurirana nevamwe
Joere 1 SNA2002Joere 1:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Shoko raTENZI iri rakauya kuna Joeri mwanakomana waPetueri richiti
Pakurirana nevamwe
Joere 1 SCLBDJoere 1:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Shoko raJehova, rakaȿika kunaJoere mŋanakomana waPetueri.
Pakurirana nevamwe
Joere 1 SUB1949Joere 1:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko raTENZI iri rakauya kuna Joeri mwanakomana waPetueri richiti
Pakurirana nevamwe
Joere 1 SCLB