Jobho 7:6-7
Jobho 7:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mazuva angu ari kukurumidza kufamba kukunda chokurukisa chomuruki, uye anosvika kumagumo asina tariro. Rangarirai henyu, imi Mwari, kuti upenyu hwangu hunongova mweya wokufema; meso angu haachazoonizve mufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 7Jobho 7:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mazuva angu anokunda chirukiso chomuruki pakukurumidza, Anopera ndisine tariro. Rangarirai henyu kuti upenyu hwangu imhepo hayo; Ziso rangu harichazooni zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 7Jobho 7:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mazuva angu anenge chivhimbo chomuruki kumhanya anopera pasina chitarisiro. Yeukai kuti upenyu hwangu hwakaita sefemo. Ziso rangu, zvakanaka, harichazombozvioni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 7