Jobho 7:11
Jobho 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Naizvozvo handinganyarari; ndichataura pakurwadza kwomweya wangu, ndichanyunyuta mushungu dzomwoyo wangu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 7Jobho 7:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka handinganyarari nomuromo wangu; Ndichataura pakutambudzika kwomweya wangu; Ndichanyunyuta neshungu dzangu dzomwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 7Jobho 7:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo handimborega kutaura ndichangotaura chete mukushungurudzika mwoyo kwangu ikoko. Ndichanyunyuta mukurwadziwa mwoyo kwangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 7