Jobho 6:3
Jobho 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo zvairema kupfuura jecha ramakungwa, hazvishamisi kana mashoko angu aiva okuvhurumuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 6Jobho 6:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti zvino zvairema kupfuura jecha ramakungwa; Naizvozvo mashoko angu aiva okuvhurumuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 6Jobho 6:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Yaitorema kupinda jecha regungwa. Pamwe ndokusaka mazwi angu arasikawo gwara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 6