Jobho 5:4 - Compare All Versions
Jobho 5:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vake havana kuchengetedzeka, vanopwanyiwa padare vasina anovarwira.
Pakurirana nevamwe
Jobho 5 BDSCJobho 5:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana varo havatongoponeswi, Vanopwanyiwa musuo; Hapana anovarwira.
Pakurirana nevamwe
Jobho 5 SNA2002Jobho 5:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvokugarika kwavana vake hapana, padare mhosva ndeyavo chete, wokuvamiririra panenge pasina.
Pakurirana nevamwe
Jobho 5 SCLBDJobho 5:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋana ʋaro haʋatoŋgoponeswi, Ʋanopxanyiwa musuʋo; Hapana‐unoʋarwira.
Pakurirana nevamwe
Jobho 5 SUB1949Jobho 5:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokugarika kwavana vake hapana, padare mhosva ndeyavo chete, wokuvamiririra panenge pasina.
Pakurirana nevamwe
Jobho 5 SCLB