Jobho 5:19
Jobho 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achakurwira kubva panjodzi nhanhatu; kunyange panomwe hakuna kukuvadzwa kuchakuwira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 5Jobho 5:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye achakurwira panjodzi nhanhatu; Kunyange panomwe hakuna chakaipa chingakubata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 5Jobho 5:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Achakununura kunhamo runosvika rutanhatu rwose kechinomwe aka hapana nyatwa inozokubatabata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 5