Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 4:6 - Compare All Versions

Jobho 4:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ko, kutya kwako Mwari hakuzi chivimbo chako, uye nzira dzako dzakarurama tariro yako here?

Pakurirana nevamwe
Jobho 4 BDSC

Jobho 4:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ko kutya kwako Mwari harizi simba rako here? Kururama kwenzira dzako haizi tariro yako here?

Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SNA2002

Jobho 4:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Handiti kutya kwenyu Mwari ndiko kwamunovimba nako, kuva pachokwadi mumaitiro enyu kuri iko chitarisiro chenyu?

Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLBD

Jobho 4:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ko kutya kwako Mŋari harizi simba rako here? Kururama kwenzira dzako haizi tariro yako here?

Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SUB1949

Jobho 4:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Handiti kutya kwenyu Mwari ndiko kwamunovimba nako, kuva pachokwadi mumaitiro enyu kuri iko chitarisiro chenyu?

Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLB