Jobho 4:5 - Compare All Versions
Jobho 4:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino nhamo yasvika kwauri, uye iwe waora mwoyo; inokurova, iwe ndokuvhunduka.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 BDSCJobho 4:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino zvasvika kwauri, iwe woshaiwa simba; Zvakubata, zvino wotambudzika.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SNA2002Jobho 4:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi nhasi zvakuwanaiwo, zvino motadza kugadzikana. Asi zvino zvakubatai mabva mava kurasa mwoyo.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLBDJobho 4:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi ɀino ɀaȿika kwauri, iwe woshaiwa simba; Ɀakuɓata, ɀino wotambudzika.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SUB1949Jobho 4:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi nhasi zvakuwanaiwo, zvino motadza kugadzikana. Asi zvino zvakubatai mabva mava kurasa mwoyo.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLB