Jobho 4:4 - Compare All Versions
Jobho 4:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mashoko ako akatsigira vaya vakagumburwa; wakasimbisa mabvi akaneta.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 BDSCJobho 4:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mashoko ako akatsigira akanga achivavarira kuwa, Iwe wakasimbisa mabvi akanga achigweda-gweda.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SNA2002Jobho 4:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mashoko enyu akatsigira ainge odzadzarika mukasimbisa mabvi akarukutika.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLBDJobho 4:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mashoko ako akatsigira wakaŋga aciʋaʋarira kuwa, Iwe wakasimbisa mabvi akaŋga acigweɗa‐gweɗa.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SUB1949Jobho 4:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mashoko enyu akatsigira ainge odzadzarika mukasimbisa mabvi akarukutika.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLB