Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 4:3 - Compare All Versions

Jobho 4:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Funga kuti wakadzidzisa vazhinji sei, uye kuti wakasimbisa sei maoko asina simba.

Pakurirana nevamwe
Jobho 4 BDSC

Jobho 4:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Tarira, iwe wakadzidzisa vazhinji, Iwe wakasimbisa maoko akashaiwa simba.

Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SNA2002

Jobho 4:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Inga makadzidzisa vazhinji mukasimbisa maoko asina simba.

Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLBD

Jobho 4:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Tarira, iwe wakadzidzisa ʋazhinji, Iwe wakasimbisa maʋoko akashaiwa simba.

Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SUB1949

Jobho 4:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Inga makadzidzisa vazhinji mukasimbisa maoko asina simba.

Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLB