Jobho 4:20 - Compare All Versions
Jobho 4:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzinoputsanyiwa pakati pamambakwedza namadekwana; dzinoparara dzisingazoonekwi nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 BDSCJobho 4:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanoparadzwa pakati pamagwanani namadekwana; Vanoparara nokusingaperi, pasina munhu ane hanya nazvo.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SNA2002Jobho 4:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pakati pamangwanani namanheru vanoparadzwa, vanotsakatika pasina anombozviona.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLBDJobho 4:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋanoparadzwa pakati pamaŋgwanani namaɗekwana; Ʋanoparara nokusiŋgaperi, pasinomunhu unehanya naɀo.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SUB1949Jobho 4:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakati pamangwanani namanheru vanoparadzwa, vanotsakatika pasina anombozviona.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLB