Jobho 4:2 - Compare All Versions
Jobho 4:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana mumwe munhu akava neshoko newe, iwe uchashayiwa mwoyo murefu here? Asi ndiani angarega kutaura?
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 BDSCJobho 4:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana munhu akaidza kutaurirana newe, iwe uchava neshungu here? Asi ndiani angazvidzora, akasataura hake?
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SNA2002Jobho 4:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Kuri kuti munhu ataura nemi mungashatirwe nazvo here, asi ndiani angarege kutaura?
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLBDJobho 4:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kana munhu akaidza kutaurirana newe, iwe ucaʋa neshuŋgu here? Asi ndiani uŋgaɀidzora, akasataura hake?
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SUB1949Jobho 4:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kuri kuti munhu ataura nemi mungashatirwe nazvo here, asi ndiani angarege kutaura?
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLB