Jobho 4:16 - Compare All Versions
Jobho 4:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakamira, asi ndakatadza kuziva kuti chaiva chii. Chinhu chakamira pamberi pameso angu, uye ndakanzwa inzwi rakanyarara richiti
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 BDSCJobho 4:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakamira, asi ndakanga ndisingagoni kuona kuti akadini; Mufananidzo wangu wakanga uri pamberi pameso angu; Kunyarara kukavapo, ndikanzwa izwi richiti
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SNA2002Jobho 4:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pakamira chimwe chinhu chandisina kuona mamiriro acho chakamboti mirei pamberi pangu ndokuti ziro-o ndokuzonzwa izwi richiti.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLBDJobho 4:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Wakamira, asi ndakaŋga ndisiŋgagoni kuʋona kuti wakaɗini; Mufananidzo wakaŋga uri pamberi pameso aŋgu; Kunyarara kukaʋa’po, ndikanzwa inzwi riciti
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SUB1949Jobho 4:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakamira chimwe chinhu chandisina kuona mamiriro acho chakamboti mirei pamberi pangu ndokuti ziro-o ndokuzonzwa izwi richiti.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLB