Jobho 4:14 - Compare All Versions
Jobho 4:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kutya nokudedera zvakandibata zvikaita kuti mapfupa angu ose abvunde.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 BDSCJobho 4:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutya nokubvunda kwakandiwira, Kwakabvundisa mapfupa angu ose.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SNA2002Jobho 4:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndakawirwa nokutya kukuru uye ndakadedera zvakaita kuti mapfupa angu angwedereke.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLBDJobho 4:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kutya nokubvunda kwakandiwira, Kwakabvundisa mafupa aŋgu ose.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SUB1949Jobho 4:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakawirwa nokutya kukuru uye ndakadedera zvakaita kuti mapfupa angu angwedereke.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLB