Jobho 4:11 - Compare All Versions
Jobho 4:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shumba inoparara nokuda kwokushaya nyama, uye vana veshumbakadzi vanopararira.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 BDSCJobho 4:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shumba, yakwegura, inofa nokushaiwa zvingabata; Navana veshumbakadzi vanoparadzirwa.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SNA2002Jobho 4:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Gono reshumba riri kuparara nokushaya nyama vana veshumbahadzi vapararira.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLBDJobho 4:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Shumba, yakwegura, inofa nokushaiwa ɀaiŋgaɓata; Naʋana ʋeshumbakadzi ʋanoparadzirwa.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SUB1949Jobho 4:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gono reshumba riri kuparara nokushaya nyama vana veshumbahadzi vapararira.
Pakurirana nevamwe
Jobho 4 SCLB