Jobho 39:1-2
Jobho 39:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Iwe unoziva nguva inobereka ngururu here? Unocherechedza kana nondo dzichibereka vana vadzo here? Unoverenga mwedzi kusvikira dzabereka here? Unoziva nguva yadzinobereka here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 39Jobho 39:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Iwe unoziva nguva inobereka ngururu here? Kana iwe ungaona kana nondo dzichibereka here? Iwe ungagona kuverenga mwedzi yokutora kwadzo mazamu here? Kana iwe unoziva nguva yadzinobereka nayo here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 39Jobho 39:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Unoziva here nguva inobereka ngururu? Wakamboona here mhara painobereka? Wati wamboverenga here mwedzi yadzinotora? Unoziva here nguva yadzinozobereka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 39Jobho 39:1-2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Iwe unoziʋa ŋguʋa inoɓereka ŋgururu here? Kana iwe uŋgaʋona kana nondo dziciɓereka here? Iwe uŋgagona kuʋereŋga mŋedzi yokutora kwadzo mazamu here? Kana iwe unoziʋa ŋguʋa yadzinoɓereka nayo here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 39