Jobho 38:2-4
Jobho 38:2-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndianiko uyu anodzimaidza zano rangu namashoko asina zivo? Chizvishingisa somurume; ini ndichakubvunza, uye iwe uchandipindura. “Iwe wakanga uripi pandakaisa nheyo dzenyika? Ndiudze, kana uchinzwisisa.
Jobho 38:2-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndianiko uya anodzima zano rangu achiriita rima Namashoko asine zivo here? Chizvisunga chiuno chako zvino somurume; Nokuti ndichakubvunzisisa, iwe undidudzire. Iwe wakanga uripiko panguva yandakateya nheyo dzenyika? Chidudzira, kana une zivo iwe.
Jobho 38:2-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndianikowo zvake iyeyu anopinza zano murima nokutaura kwake kusina ruzivo, chipfeka zvino uite somurume ndikubvunze, iwe unditaurire. “Wakanga uri kupi iwe pandaidzika ugaro hwenyika? Taura zvako kana uchinzwisisa.
Jobho 38:2-4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndianiko uya unodzima zano raŋgu aciriita rima Namashoko asineziʋo here? Ciɀisuŋga ciʋuno cako ɀino somurume; Nokuti ndicakubvunzisisa, iwe undiɗudzire. Iwe wakaŋga uripiko paŋguʋa yandakateya nheyo dzenyika? Ciɗudzira, kana uneziʋo iwe.
Jobho 38:2-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)