Jobho 37:23
Jobho 37:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Wamasimba Ose haasvikiki kwaari uye anokudzwa nesimba; mukururamisira uye nokururama kwake kukuru haadzvinyiriri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 37Jobho 37:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana ari waMasimbaose, hatigoni kumunzwisisa; ane simba guru-guru; Haangatambudzi pakutonga nokururama kukuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 37Jobho 37:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Samasimba, asingabatiki, ari pamusorosoro apo nesimba aine ruenzaniso, noururami hwakawanda asina waanokanganisira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 37