Jobho 36:5
Jobho 36:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mwari ane simba asi haazvidzi vanhu; ane simba, uye anozadzisa zvaakaronga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 36Jobho 36:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai, Mwari ane simba, asi haashori munhu; Imhare pasimba renjere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 36Jobho 36:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Chinzwai munzwe Mwari ane simba uye haana waanoshora Mwari ishasha pasimba rokunzwisisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 36