Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 2:4 - Compare All Versions

Jobho 2:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Satani akapindura achiti, “Ganda neganda! Munhu achapa zvose zvaanazvo nokuda kwoupenyu hwake.

Pakurirana nevamwe
Jobho 2 BDSC

Jobho 2:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Satani akapindura Jehovha, akati, “Ganda rinotsihwa neganda, zvose zvaanazvo munhu angazviisira upenyu hwake.

Pakurirana nevamwe
Jobho 2 SNA2002

Jobho 2:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Satani akapindura Tenzi achiti, “Ganda ngariitwe mutengano webveni neganda. Pane zvoupenyu, munhu anoripa nazvose zvaanazvo.

Pakurirana nevamwe
Jobho 2 SCLBD

Jobho 2:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Satani akapindura Jehova, akati: Ganda rinotsibga neganda, ɀose ɀaanaɀo munhu uŋgaɀiisira ʋupenyu bgake.

Pakurirana nevamwe
Jobho 2 SUB1949

Jobho 2:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Satani akapindura Tenzi achiti, “Ganda ngariitwe mutengano webveni neganda. Pane zvoupenyu, munhu anoripa nazvose zvaanazvo.

Pakurirana nevamwe
Jobho 2 SCLB