Jobho 2:2
Jobho 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha akati, “Ndabva pakupota-pota nenyika napakukwidza nokudzika mairi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 2Jobho 2:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha, akati, “Ndabva pakupota-pota nenyika, napakufamba-famba pairi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 2Jobho 2:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akati kuna Satani, “Uri kubvepiko?” Satani akapindura Tenzi achiti, “Ndanga ndichidzengerera nenyika ndichifamba-famba zvangu mairi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 2