Jobho 2:1
Jobho 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rimwe zuvazve vatumwa vakauya kuzomira pamberi paJehovha, uye Satani akasvika pamwe chete navo kuti andomirawo pamberi pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 2Jobho 2:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino rimwe zuvazve vanakomana vaMwari vakati vachindomira pamberi paJehovha, Satani akasvikawo pakati pavo, akamira pamberi paJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 2Jobho 2:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakaitazve rimwe zuva rokuti vana vaMwari vakauya kuzozviratidza pana Tenzi. Satani akauyawo ari mukati mavo kuzozviratidza kunaTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 2