Jobho 19:27
Jobho 19:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
ini pachangu ndichamuona nameso angu pachangu, iyeni kwete mumwe. Haiwa, mwoyo wangu unopanga sei mukati mangu!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 19Jobho 19:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichamuona ari kurutivi rwangu; Meso angu achaona, asati ari omutorwa; Itsvo dzangu dzapera mukati mangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 19Jobho 19:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Wandinozvionera iyeni, ndichamuona pachangu namaziso angu kwete mumwe. Mukati mangu umu ndapera nokuzvisuwira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 19