Jobho 17:11-12
Jobho 17:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mazuva angu apfuura, urongwa hwangu hwaparadzwa, saizvozvowo zvishuvo zvomwoyo wangu. Vanhu ava vanoshandura usiku kuti huve masikati; mukati merima ivo vanoti, ‘Chiedza chiri pedyo.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 17Jobho 17:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mazuva angu apfuura, zvandaivavarira zvakona, Iyo mifungo yomwoyo wangu. Vanoshandura usiku ave masikati; Vanoti, “Chiedza chiri pedyo nerima.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 17Jobho 17:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Mazuva angu apfuura, zvandaifunga kuita zvakapera, zvandaida kuita zvacho zvaparara. Usiku vanohuti masikati, chiedza vachichiti chakaita serima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 17