Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 17:10 - Compare All Versions

Jobho 17:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Asi uyai, imi mose, edzaizve! Handingawani murume ane uchenjeri pakati penyu.

Pakurirana nevamwe
Jobho 17 BDSC

Jobho 17:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi imi mose dzokai, muuye zvino; Nokuti handingawani munhu akangwara pakati penyu.

Pakurirana nevamwe
Jobho 17 SNA2002

Jobho 17:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi imi mose dzokai, muʋuye ɀino; Nokuti handiŋgawani munhu wakaŋgwara pakati penyu.

Pakurirana nevamwe
Jobho 17 SUB1949

Jobho 17:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvino chidzokai zvakare mundivinge, mose zvenyu asi pakati penyu, munhu anoungwaru handimbomuwana.

Pakurirana nevamwe
Jobho 17 SCLB

Jobho 17:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvino chidzokai zvakare mundivinge, mose zvenyu asi pakati penyu, munhu anoungwaru handimbomuwana.

Pakurirana nevamwe
Jobho 17 SCLBD