Jobho 17:1
Jobho 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mweya wangu waputsika, mazuva angu aitwa mashoma, guva rakandimirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 17Jobho 17:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mweya wangu wapera, mazuva angu adzima, Hwiro hunondimirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 17Jobho 17:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Mweya wangu uri kudzungaira mazuva angu avakutopera. Guva ratondimirira
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 17