Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 1:4 - Compare All Versions

Jobho 1:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vanakomana vake vaisiita madzoro okuita mutambo mudzimba dzavo, uye vaikokawo hanzvadzi dzavo nhatu kuzodya nokunwa pamwe chete navo.

Pakurirana nevamwe
Jobho 1 BDSC

Jobho 1:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vanakomana vake vaisienda kundoita mutambo paimba yomumwe nomumwe wavo pazuva rake; vaituma kundodana hanzvadzi dzavo nhatu kuzodya nokunwa navo.

Pakurirana nevamwe
Jobho 1 SNA2002

Jobho 1:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vanakomana vaJobhu vaipota vachiita mabiko mumisha yavo, mumwe nomumwe aine chijanha chezuva rake. Vaindokokawo hanzvadzi dzavo nhatu kuti vadye nokunwa pamwechete navo.

Pakurirana nevamwe
Jobho 1 SCLBD

Jobho 1:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋanakomana ʋake ʋaisienda kundoita mutambo paimba yomumŋe nomumŋe waʋo pazuʋa rake; ʋaituma kundoɗana hanɀadzi dzaʋo nhatu kuzodya nokunwa naʋo.

Pakurirana nevamwe
Jobho 1 SUB1949

Jobho 1:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vanakomana vaJobhu vaipota vachiita mabiko mumisha yavo, mumwe nomumwe aine chijanha chezuva rake. Vaindokokawo hanzvadzi dzavo nhatu kuti vadye nokunwa pamwechete navo.

Pakurirana nevamwe
Jobho 1 SCLB