Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 9:3 - Compare All Versions

Johani 9:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jesu akapindura akati, “Hakusi kutadza kwomurume uyu kana kwavabereki vake kwakaita kuti zvidai, asi izvi zvakaitika kuti basa raMwari riratidzwe muupenyu hwake.

Pakurirana nevamwe
Johani 9 BDSC

Johani 9:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Jesu akapindura, akati, “Uyu haana kutadza, kunyange navabereki vake; asi izvi zvakaitwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.

Pakurirana nevamwe
Johani 9 SNA2002

Johani 9:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu akapindura achiti, “Haasi munhu uyu akatadza kana kuti vabereki vake, asi zvakaitirwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.

Pakurirana nevamwe
Johani 9 SCLBD

Johani 9:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jesu akapindura, akati: Uyu haana‐kutadza, kunyaŋge naʋaɓereki ʋake; asi iɀi ɀakaitwa kuti maɓasa aMŋari aʋoneswe maari.

Pakurirana nevamwe
Johani 9 SUB1949

Johani 9:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu akapindura achiti, “Haasi munhu uyu akatadza kana kuti vabereki vake, asi zvakaitirwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.

Pakurirana nevamwe
Johani 9 SCLB