Johani 9:11
Johani 9:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akapindura akati, “Murume anonzi Jesu akakanya dope akarizora pameso angu. Akandiudza kuti ndiende kuSiroami ndinoshamba. Saka ndakaenda ndikandoshamba, uye ipapo ndakagona kuona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9Johani 9:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akapindura, akati, “Munhu anonzi Jesu akakanya dope, akazodza meso angu, akati kwandiri, enda Siroami, undoshamba; naizvozvo ndakaenda, ndikashamba, ndikaona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9Johani 9:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akapindura achiti, “Munhu anonzi Jesu akanya tudhaka akazora maziso angu akanditi, ‘Enda kudziva reSiroamu ushambe.’ Saizvozvowo ndaenda ndikashamba ndikabva ndavakuona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9