Johani 8:31-32
Johani 8:31-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati kuvaJudha vakanga vatenda kwaari, “Kana muchiramba muri mudzidziso yangu, muri vadzidzi vangu zvirokwazvo. Ipapo muchaziva zvokwadi, uye zvokwadi ichakusunungurai.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8Johani 8:31-32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati kuvaJudha avo, vakanga vamutenda, “Kana imi muchigara mushoko rangu, muri vadzidzi vangu zvirokwazvo. Muchaziva chokwadi, nechokwadi chichakusunungurai.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8Johani 8:31-32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kuna vaJudha vakanga vatenda maari, “Kana mukagara muchichengeta izwi rangu, muri vadzidzi vangu chaivo uye muchaziva chokwadi, uyezve chokwadi chichakupai rusununguko.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8