Johani 6:51
Johani 6:51 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndini chingwa chipenyu, chakaburuka kudenga; kana munhu achidya chingwa ichi, achararama nokusingaperi; chingwa chandichapa, inyama yangu, yandinopira upenyu hwapasi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndini chingwa chipenyu chakaburuka kubva kudenga. Kana munhu upi zvake akadya chingwa ichi, achararama nokusingaperi. Chingwa ichi inyama yangu, yandichapa nokuda kwoupenyu hwenyika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:51 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndini chingwa chipenyu, chakaburuka kudenga; kana munhu achidya chingwa ichi, achararama nokusingaperi; chingwa chandichapa, inyama yangu, yandinopira upenyu hwapasi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:51 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ini ndini chingwa chipenyu chakaburuka kubva kudenga. Munhu wose anodya chingwa ichi, achararama nokusingaperi. Chingwa chandichapa kuti chive upenyu hwapasi pose, inyama yangu pachangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6