Johani 6:29
Johani 6:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Basa raMwari nderiri: kuti mutende kuna iye waakatuma.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akapindura, akati kwavari, “Basa raMwari ndiro, kuti mutende kuna iye waakatuma.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akavapindura achiti, “Basa raMwari nderiri rokuti: Imi munofanira kutenda muna iye waakatuma.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6