Johani 6:27
Johani 6:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musashandira zvokudya zvinopera, asi shandirai zvokudya zvinogara kuupenyu husingaperi zvamuchapiwa noMwanakomana woMunhu. Mwari Baba vakaisa chisimbiso chavo paari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musabatira basa kutsvaka zvokudya zvinopera, asi batirai basa kuti muwane zvokudya zvinogara kuupenyu husingaperi, zvamuchapiwa naMwanakomana womunhu; nokuti baba, Mwari, vakaisa chisimbiso kwaari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musashandire chokudya chinopera asi chokudya chinogara kusvikira kuupenyu husingaperi chamunopiwa noMwanakomana womunhu, nokuti Mwari Baba vakaisa rupawo rwavo paari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6