Johani 5:6
Johani 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati amuona avete imomo, uye aiziva kuti akanga aita mararamiro iwayo kwenguva refu, akamubvunza akati, “Unoda kuporeswa here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5Johani 5:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati aona munhu uyo avete pasi, zvaaiziva kuti akanga akadaro nguva refu, akati kwaari, “Unoda kuporeswa here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5Johani 5:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu paakamuona akati rabada uye achiziva kuti akanga akadai kwenguva ndefu, akamuti, “Unoda kuporeswa here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5