Johani 5:5
Johani 5:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumwe murume akanga arimo akanga arwara kwamakore makumi matatu namasere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5Johani 5:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kwaivapo mumwe munhu, akanga abatwa nokurwara kwake makore makumi matatu namasere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5Johani 5:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo paiva nomumwe murume akarwara kwamakore makumi matatu ana masere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5